-
1 VaKorinde 15:10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Asi nyasha dzaMwari dzakaita kuti ndive sezvandiri. Uye haana kundinzwira nyasha pasina, asi ndakashanda kupfuura vamwe vese; kwete kuti ndini, asi inyasha dzaMwari dziri kushanda mandiri.
-