RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 14:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Saka vakatora nguva yakawanda vachitaura neushingi nesimba raJehovha,* uyo akapupurira shoko renyasha dzake nekubvumira kuti vaite zviratidzo nezvishamiso.+

  • Mabasa 15:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Vanhu vese vakabva vanyarara, vakatanga kuteerera Bhanabhasi naPauro vachirondedzera zviratidzo zvizhinji nezvishamiso zvakanga zvaitwa naMwari achivashandisa pakati pemamwe marudzi.

  • VaRoma 15:18, 19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Nekuti handingambotauri zvimwe zvinhu kunze kwezviya zvakaitwa naKristu achindishandisa kuti mamwe marudzi ateerere, pachishandiswa shoko rangu nezviito, 19 nesimba rezviratidzo nezvishamiso,+ uye simba remweya waMwari, zvekuti kubvira muJerusarema kutenderera kusvikira kwese kuIririkumu ndakanyatsoparidza mashoko akanaka pamusoro paKristu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe