VaRoma 3:21, 22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Asi pasina kushandisa mutemo, kururama kwaMwari kwakaratidzwa pachena,+ sekupupurirwa kwazvinoitwa neMutemo neVaprofita kuti,+ 22 kururama kwaMwari kunobva mukutenda muna Jesu Kristu, kuti kubatsire vese vane kutenda. Nekuti hapana musiyano.+
21 Asi pasina kushandisa mutemo, kururama kwaMwari kwakaratidzwa pachena,+ sekupupurirwa kwazvinoitwa neMutemo neVaprofita kuti,+ 22 kururama kwaMwari kunobva mukutenda muna Jesu Kristu, kuti kubatsire vese vane kutenda. Nekuti hapana musiyano.+