-
2 VaKorinde 11:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Ndinoti dai maindiitirawo mwoyo murefu pakuva kwangu nekaupenzi. Asi ndingatoti muri kutondiitira mwoyo murefu!
-
-
2 VaKorinde 11:16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 Ndinoti zvakare: Ngaparege kuva nemunhu anofunga kuti ndiri munhu asingafungi. Asi kunyange mukafunga kudaro, chindigamuchirai henyu semunhu asingafungi, kuti iniwo ndimbozvirumbidzawo.
-