RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 4:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Uye ndakaona kushanda nesimba* uye basa reunyanzvi zvinobva pakukwikwidzana kunenge kuchiita vanhu;+ izviwo hazvina zvazvinobatsira, kudzingana nemhepo.

  • 1 VaKorinde 4:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Nekuti ndiani anoita kuti usiyane nemumwe? Chii chaungati unacho chausina kupiwa?+ Zvino kana wakaita zvekupiwa, nei uchizvirumbidza sekunge kuti hauna kuchipiwa?

  • VaGaratiya 6:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Asi munhu mumwe nemumwe ngaaongorore zvaanoita,+ uye achabva afara nazvo iye pachake, asingazvienzanisi nemumwe munhu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe