VaGaratiya 4:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi iye zvino zvamava kuziva Mwari, kana kuti toti, zvamava kuzivikanwa naMwari, sei mava kudzokerazve kuzvinhu zvekutanga zvisina simba+ uye zveurombo, muchidazve kuva varanda vazvo?+
9 Asi iye zvino zvamava kuziva Mwari, kana kuti toti, zvamava kuzivikanwa naMwari, sei mava kudzokerazve kuzvinhu zvekutanga zvisina simba+ uye zveurombo, muchidazve kuva varanda vazvo?+