-
1 VaKorinde 12:8-10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Nekuti mumwe anopiwa nemweya kutaura kweuchenjeri,* mumwe anopiwa nemweya mumwe chetewo kutaura kunoratidza ruzivo, 9 mumwe anopiwa kutenda+ nemweya mumwe chetewo, mumwe anopiwa zvipo zvekurapa+ nemweya iwoyo mumwe chete, 10 mumwewo anopiwa chipo chekuita mabasa esimba,+ mumwe chekuprofita, mumwe chekukwanisa kunzwisisa mashoko akafemerwa,+ mumwe chendimi dzakasiyana-siyana,*+ uye mumwe chekududzira ndimi.+
-