VaRoma 3:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Saka hapana munhu achanzi akarurama* pamberi pake nemabasa emutemo,+ nekuti mutemo ndiwo unoita kuti chivi chinyatsozivikanwa.+
20 Saka hapana munhu achanzi akarurama* pamberi pake nemabasa emutemo,+ nekuti mutemo ndiwo unoita kuti chivi chinyatsozivikanwa.+