VaRoma 5:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 uye tariro haiiti kuti tiore mwoyo;+ nekuti rudo rwaMwari rwakadururirwa mumwoyo medu nemweya mutsvene watakapiwa.+
5 uye tariro haiiti kuti tiore mwoyo;+ nekuti rudo rwaMwari rwakadururirwa mumwoyo medu nemweya mutsvene watakapiwa.+