VaRoma 1:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti kunyange zvazvo vaiziva Mwari, havana kumukudza saMwari uye havana kumuonga, asi pfungwa dzavo dzakatanga kufunga zvisina musoro uye mwoyo yavo isina ungwaru yakava nerima.+
21 Nekuti kunyange zvazvo vaiziva Mwari, havana kumukudza saMwari uye havana kumuonga, asi pfungwa dzavo dzakatanga kufunga zvisina musoro uye mwoyo yavo isina ungwaru yakava nerima.+