Mateu 15:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Zvinopinda mumuromo memunhu hazvisirizvo zvinomusvibisa, asi zvinobuda mumuromo make ndizvo zvinomusvibisa.”+ Jakobho 3:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Muromo mumwe chete unorumbidza uye unotuka. Hama dzangu, hazvina kunaka kuti zvinhu zvakadaro zviitike.+
11 Zvinopinda mumuromo memunhu hazvisirizvo zvinomusvibisa, asi zvinobuda mumuromo make ndizvo zvinomusvibisa.”+
10 Muromo mumwe chete unorumbidza uye unotuka. Hama dzangu, hazvina kunaka kuti zvinhu zvakadaro zviitike.+