Isaya 52:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Dzakanaka sei mumakomo tsoka dzeuya ari kuuya nemashoko akanaka,+Iye ari kuzivisa rugare,+Iye ari kuuya nemashoko akanaka ezvinhu zvakanaka,Iye ari kuzivisa ruponeso,Iye ari kuti kuZiyoni: “Mwari wako ava Mambo!”+ VaRoma 10:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Uyewo, vachaparidza sei kana vasina kutumwa?+ Sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Dzakanaka sei tsoka dzevaya vanozivisa mashoko akanaka ezvinhu zvakanaka!”+
7 Dzakanaka sei mumakomo tsoka dzeuya ari kuuya nemashoko akanaka,+Iye ari kuzivisa rugare,+Iye ari kuuya nemashoko akanaka ezvinhu zvakanaka,Iye ari kuzivisa ruponeso,Iye ari kuti kuZiyoni: “Mwari wako ava Mambo!”+
15 Uyewo, vachaparidza sei kana vasina kutumwa?+ Sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Dzakanaka sei tsoka dzevaya vanozivisa mashoko akanaka ezvinhu zvakanaka!”+