VaKorose 4:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Tikiko,+ hama yangu inodiwa nemushumiri akatendeka uye muranda waShe seniwo, achakuudzai zvese nezvangu. 8 Ndiri kumutuma kwamuri kuti muzive kuti takadii uye kuti anyaradze mwoyo yenyu.
7 Tikiko,+ hama yangu inodiwa nemushumiri akatendeka uye muranda waShe seniwo, achakuudzai zvese nezvangu. 8 Ndiri kumutuma kwamuri kuti muzive kuti takadii uye kuti anyaradze mwoyo yenyu.