VaEfeso 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Panguva iyoyo makanga musina Kristu, makaparadzaniswa nerudzi rwevaIsraeri, musingazivikanwi pasungano dzevimbiso;+ makanga musina tariro uye makanga musina Mwari panyika.+
12 Panguva iyoyo makanga musina Kristu, makaparadzaniswa nerudzi rwevaIsraeri, musingazivikanwi pasungano dzevimbiso;+ makanga musina tariro uye makanga musina Mwari panyika.+