Mabasa 21:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Mangwana acho takasimuka tikasvika kuKesariya, ndokuenda kumba kwaFiripi, muevhangeri, akanga ari mumwe wevarume vaya vanomwe,+ tikagara naye.
8 Mangwana acho takasimuka tikasvika kuKesariya, ndokuenda kumba kwaFiripi, muevhangeri, akanga ari mumwe wevarume vaya vanomwe,+ tikagara naye.