VaHebheru 13:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Musatsauswa nedzidziso dzakasiyana-siyana uye dzisinganzwisisiki, nekuti zviri nani kuti mwoyo usimbiswe nenyasha pane zvekudya,* izvo zvisingabatsiri vaya vanonyanya kuzvikoshesa.+
9 Musatsauswa nedzidziso dzakasiyana-siyana uye dzisinganzwisisiki, nekuti zviri nani kuti mwoyo usimbiswe nenyasha pane zvekudya,* izvo zvisingabatsiri vaya vanonyanya kuzvikoshesa.+