1 VaKorinde 11:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi ndinoda kuti muzive kuti musoro wemurume wese ndiKristu;+ uye musoro wemukadzi murume;+ uye musoro waKristu ndiMwari.+ VaKorose 1:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 uye ndiye musoro wemuviri, iyo ungano.+ Ndiye wekutanga, dangwe kubva kuvakafa,+ kuti ave wekutanga muzvinhu zvese;
3 Asi ndinoda kuti muzive kuti musoro wemurume wese ndiKristu;+ uye musoro wemukadzi murume;+ uye musoro waKristu ndiMwari.+
18 uye ndiye musoro wemuviri, iyo ungano.+ Ndiye wekutanga, dangwe kubva kuvakafa,+ kuti ave wekutanga muzvinhu zvese;