VaFiripi 2:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Asi iye zvino ndaona zvakanaka kuti nditume Epafrodhito, hama yangu uye mumwe wangu wandinoshanda naye uye murwi anorwa pamwe neni, ariwo nhume yenyu nemubatsiri wangu pane zvandinoda,+
25 Asi iye zvino ndaona zvakanaka kuti nditume Epafrodhito, hama yangu uye mumwe wangu wandinoshanda naye uye murwi anorwa pamwe neni, ariwo nhume yenyu nemubatsiri wangu pane zvandinoda,+