VaFiripi 1:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Hama ndinoda kuti muzive kuti zviri kuitika kwandiri zvatozoita kuti mashoko akanaka afambire mberi, 13 zvekuti kusungwa+ kwangu nekuda kwaKristu kwava kuzivikanwa+ neVarindi veMuzinda waMambo vese nevamwe vanhu vese.
12 Hama ndinoda kuti muzive kuti zviri kuitika kwandiri zvatozoita kuti mashoko akanaka afambire mberi, 13 zvekuti kusungwa+ kwangu nekuda kwaKristu kwava kuzivikanwa+ neVarindi veMuzinda waMambo vese nevamwe vanhu vese.