Johani 15:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ndini muzambiringa; imi muri mapazi. Wese anoramba ari pamwe neni uye ini ndiri pamwe naye, anobereka zvakawanda;+ nekuti hapana chamunokwanisa kuita musiri pamwe neni.
5 Ndini muzambiringa; imi muri mapazi. Wese anoramba ari pamwe neni uye ini ndiri pamwe naye, anobereka zvakawanda;+ nekuti hapana chamunokwanisa kuita musiri pamwe neni.