VaGaratiya 2:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Ndakarovererwa pamwe chete naKristu.+ Handisisiri ini ndiri kurarama,+ asi Kristu ndiye ari kurarama ari pamwe neni. Upenyu hwandava kurarama iye zvino munyama ndinohurarama nekutenda muMwanakomana waMwari,+ uyo akandida, akazvipa nekuda kwangu.+
20 Ndakarovererwa pamwe chete naKristu.+ Handisisiri ini ndiri kurarama,+ asi Kristu ndiye ari kurarama ari pamwe neni. Upenyu hwandava kurarama iye zvino munyama ndinohurarama nekutenda muMwanakomana waMwari,+ uyo akandida, akazvipa nekuda kwangu.+