Mabasa 23:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Pauro aiziva kuti vamwe vavo vaiva vaSadhusi vamwe vavo vari vaFarisi, saka akashevedzera mudare reSanihedrini achiti: “Varume, hama, ini ndiri muFarisi,+ mwanakomana wevaFarisi. Ndiri kutongerwa kuti ndine tariro yekuti vakafa vachamuka.” Mabasa 26:4, 5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Mararamiro andaiita kubvira ndichiri mudiki, pakati pevanhu vekwangu* uye muJerusarema, anonyatsozivikanwa nevaJudha vese+ 5 vaizivana neni, kana vachida havo kupupurira kuti ndairarama semuFarisi,+ boka risingatombotsaudziri pamanamatiro edu.+
6 Pauro aiziva kuti vamwe vavo vaiva vaSadhusi vamwe vavo vari vaFarisi, saka akashevedzera mudare reSanihedrini achiti: “Varume, hama, ini ndiri muFarisi,+ mwanakomana wevaFarisi. Ndiri kutongerwa kuti ndine tariro yekuti vakafa vachamuka.”
4 “Mararamiro andaiita kubvira ndichiri mudiki, pakati pevanhu vekwangu* uye muJerusarema, anonyatsozivikanwa nevaJudha vese+ 5 vaizivana neni, kana vachida havo kupupurira kuti ndairarama semuFarisi,+ boka risingatombotsaudziri pamanamatiro edu.+