VaRoma 4:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Asi kumunhu asingashandi asi achitenda muna Mwari uyo anoti munhu ane zvivi akarurama, kutenda kwake kunonzi kururama.+
5 Asi kumunhu asingashandi asi achitenda muna Mwari uyo anoti munhu ane zvivi akarurama, kutenda kwake kunonzi kururama.+