-
VaHebheru 5:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Asi zvekudya zvikukutu ndezvevanhu vakuru, vaya vanoita kuti simba ravo rekunzwisisa ridzidziswe kusiyanisa zvakanaka nezvakaipa pavanenge vachirishandisa.
-