1 VaKorinde 4:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ndokusaka ndiri kukutumirai Timoti, nekuti iye mwana wangu anodiwa uye akatendeka munaShe. Achakuyeuchidzai nezvenzira dzangu pamusoro paKristu Jesu,+ sekudzidzisa kwandiri kuita kwese kwese muungano dzese.
17 Ndokusaka ndiri kukutumirai Timoti, nekuti iye mwana wangu anodiwa uye akatendeka munaShe. Achakuyeuchidzai nezvenzira dzangu pamusoro paKristu Jesu,+ sekudzidzisa kwandiri kuita kwese kwese muungano dzese.