2 Timoti 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Kubvira iye zvino, ndakachengeterwa korona yekururama,+ iyo Ishe, mutongi akarurama,+ achandipa semubayiro pazuva iroro,+ asi kwete ini ndega, asiwo vamwe vese vakada kuratidzwa kwake pachena. 1 Petro 1:3, 4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu ngaarumbidzwe, nekuti maererano netsitsi dzake huru akatibereka patsva+ kuti tive netariro mhenyu+ kuburikidza nekumuka kwaJesu Kristu kuvakafa,+ 4 kuti tive nenhaka isingaori isina kusvibiswa uye inoramba iripo nekusingaperi.+ Makaichengeterwa kudenga,+
8 Kubvira iye zvino, ndakachengeterwa korona yekururama,+ iyo Ishe, mutongi akarurama,+ achandipa semubayiro pazuva iroro,+ asi kwete ini ndega, asiwo vamwe vese vakada kuratidzwa kwake pachena.
3 Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu ngaarumbidzwe, nekuti maererano netsitsi dzake huru akatibereka patsva+ kuti tive netariro mhenyu+ kuburikidza nekumuka kwaJesu Kristu kuvakafa,+ 4 kuti tive nenhaka isingaori isina kusvibiswa uye inoramba iripo nekusingaperi.+ Makaichengeterwa kudenga,+