VaEfeso 5:15, 16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Saka rambai makanyatsongwarira kuti musafamba sevanhu vasina kuchenjera asi sevanhu vakachenjera, 16 muchishandisa nguva yenyu nekuchenjera,*+ nekuti mazuva akaipa.
15 Saka rambai makanyatsongwarira kuti musafamba sevanhu vasina kuchenjera asi sevanhu vakachenjera, 16 muchishandisa nguva yenyu nekuchenjera,*+ nekuti mazuva akaipa.