VaEfeso 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uyezve akatimutsa pamwe chete akatigarisa pamwe chete munzvimbo dzekudenga tiri pamwe naKristu Jesu,+ VaKorose 3:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi kana makamutswa pamwe chete naKristu,+ rambai muchitsvaga zvinhu zviri kumusoro, kuna Kristu agere kuruoko rwerudyi rwaMwari.+
6 Uyezve akatimutsa pamwe chete akatigarisa pamwe chete munzvimbo dzekudenga tiri pamwe naKristu Jesu,+
3 Asi kana makamutswa pamwe chete naKristu,+ rambai muchitsvaga zvinhu zviri kumusoro, kuna Kristu agere kuruoko rwerudyi rwaMwari.+