VaEfeso 2:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Chivakwa chese chiri kubatanidzwa pamwe naye,+ uye chiri kukura kuva temberi tsvene yaJehovha.*+ VaEfeso 4:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvichibva nekwaari, muviri wese+ unonyatsobatanidzwa pamwe chete uye unoitwa kuti ushande pamwe chete nenhengo dzese dzinoupa zvaunoda. Kana nhengo imwe neimwe ichishanda zvakanaka, zvinobatsira kuti muviri ukure paunenge uchizvivaka murudo.+
16 Zvichibva nekwaari, muviri wese+ unonyatsobatanidzwa pamwe chete uye unoitwa kuti ushande pamwe chete nenhengo dzese dzinoupa zvaunoda. Kana nhengo imwe neimwe ichishanda zvakanaka, zvinobatsira kuti muviri ukure paunenge uchizvivaka murudo.+