1 VaKorinde 15:42, 43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Ndizvo zvakaitawo kumutswa kwevakafa. Muviri unodyarwa mukuora; unomutswa mukusaora.+ 43 Unodyarwa mukuzvidzwa; unomutsirwa mukubwinya.+ Unodyarwa usina simba; unomutswa wava nesimba.+
42 Ndizvo zvakaitawo kumutswa kwevakafa. Muviri unodyarwa mukuora; unomutswa mukusaora.+ 43 Unodyarwa mukuzvidzwa; unomutsirwa mukubwinya.+ Unodyarwa usina simba; unomutswa wava nesimba.+