-
VaEfeso 5:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Upombwe* nezvinhu zvisina kuchena zvemarudzi ese kana makaro ngazvirege kana kutombotaurwa nezvazvo pakati penyu,+ sezvo zvisina kukodzera vanhu vatsvene;+ 4 kana kuzvibata zvinonyadzisa kana kutaura kweupenzi kana kusetsa vamwe nezvinhu zvinonyadzisira.+ Kuita izvi hakuna kukodzera, asi panzvimbo pekudaro ongai Mwari.+
-