Mabasa 17:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Vakapfuura nemuAmfiporisi nemuAporoniya, vakasvika kuTesaronika,+ kwaiva nesinagogi revaJudha. 2 Saka Pauro akapinda mavaiva sezvaaiwanzoita,+ uye akakurukura navo achivabatsira kunzwisisa Magwaro kwemasabata matatu,+
17 Vakapfuura nemuAmfiporisi nemuAporoniya, vakasvika kuTesaronika,+ kwaiva nesinagogi revaJudha. 2 Saka Pauro akapinda mavaiva sezvaaiwanzoita,+ uye akakurukura navo achivabatsira kunzwisisa Magwaro kwemasabata matatu,+