Ruka 11:52 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 52 “Mune nhamo imi munonyatsoziva Mutemo, nekuti makabvisa kiyi yeruzivo. Imi pachenyu hamuna kupinda, uye munotadzisa vaya vanenge vachida kupinda!”+ Mabasa 13:49, 50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 49 Uye shoko raJehovha* rairamba richiparadzirwa munyika yese. 50 Asi vaJudha vakafurira vakadzi vakakurumbira vaitya Mwari nevarume vakuru veguta, vakaita kuti Pauro naBhanabhasi vatambudzwe,+ ndokuvadzingira kunze kwemiganhu yavo.
52 “Mune nhamo imi munonyatsoziva Mutemo, nekuti makabvisa kiyi yeruzivo. Imi pachenyu hamuna kupinda, uye munotadzisa vaya vanenge vachida kupinda!”+
49 Uye shoko raJehovha* rairamba richiparadzirwa munyika yese. 50 Asi vaJudha vakafurira vakadzi vakakurumbira vaitya Mwari nevarume vakuru veguta, vakaita kuti Pauro naBhanabhasi vatambudzwe,+ ndokuvadzingira kunze kwemiganhu yavo.