19 Ndiri kutaura sematauriro anoita vanhu ndichizviitira kusasimba kwenyama yenyu; nekuti sekupa kwamakaita nhengo dzenyu kuti dzive varanda vekusachena nekusateerera mutemo kunotungamirira kukusateerera mutemo, iye zvino chipaiwo nhengo dzenyu sevaranda vekururama kunotungamirira kuutsvene.+