2 VaTesaronika 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Izvi zviri kuita kuti tidade nemi+ pakati peungano dzaMwari nekuda kwekutsungirira kwenyu uye kutenda kwamuri kuratidza muchitambudzwa uye muchisangana nemamiriro ezvinhu akaoma.+
4 Izvi zviri kuita kuti tidade nemi+ pakati peungano dzaMwari nekuda kwekutsungirira kwenyu uye kutenda kwamuri kuratidza muchitambudzwa uye muchisangana nemamiriro ezvinhu akaoma.+