VaFiripi 2:29, 30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Saka mutambirei nemufaro mukuru sezvamagara muchiita vateveri vaShe, uye rambai muchikoshesa vanhu vakadaro,+ 30 nekuti akapotsa afira basa raKristu,* achiisa upenyu hwake* pangozi kuti andiitire mabasa achitsiva imi makanga musipo.+ 1 Timoti 5:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Vakuru vanotungamirira zvakanaka+ vanofanira kunzi vakakodzera kukudzwa zvakapetwa kaviri,+ kunyanya vaya vanoshanda nesimba pakutaura nepakudzidzisa.+ VaHebheru 13:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Yeukai vaya vari kukutungamirirai,+ vakakutaurirai shoko raMwari, uye pamunocherechedza zvakanaka zvinobva pakuzvibata kwavo, tevedzerai kutenda kwavo.+
29 Saka mutambirei nemufaro mukuru sezvamagara muchiita vateveri vaShe, uye rambai muchikoshesa vanhu vakadaro,+ 30 nekuti akapotsa afira basa raKristu,* achiisa upenyu hwake* pangozi kuti andiitire mabasa achitsiva imi makanga musipo.+
17 Vakuru vanotungamirira zvakanaka+ vanofanira kunzi vakakodzera kukudzwa zvakapetwa kaviri,+ kunyanya vaya vanoshanda nesimba pakutaura nepakudzidzisa.+
7 Yeukai vaya vari kukutungamirirai,+ vakakutaurirai shoko raMwari, uye pamunocherechedza zvakanaka zvinobva pakuzvibata kwavo, tevedzerai kutenda kwavo.+