2 VaKorinde 11:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi ndinotya kuti sekunyengedzwa kwakaitwa Evha nenyoka nemanomano ayo,+ pfungwa dzenyu dzingangoshatiswa dzikabva pakutevera Kristu nemwoyo wese, makachena.+
3 Asi ndinotya kuti sekunyengedzwa kwakaitwa Evha nenyoka nemanomano ayo,+ pfungwa dzenyu dzingangoshatiswa dzikabva pakutevera Kristu nemwoyo wese, makachena.+