2 VaTesaronika 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Iye zvino hama, tiri kukupai mirayiro muzita raShe wedu Jesu Kristu, kuti musiyane nehama inofamba zvisina kukodzera+ uye zvisingaenderani nemirayiro* yamakagamuchira* kwatiri.+
6 Iye zvino hama, tiri kukupai mirayiro muzita raShe wedu Jesu Kristu, kuti musiyane nehama inofamba zvisina kukodzera+ uye zvisingaenderani nemirayiro* yamakagamuchira* kwatiri.+