RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 2:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Tinotaurawo zvinhu izvi, kwete nemashoko anodzidziswa neuchenjeri hwevanhu,+ asi neaya anodzidziswa nemweya,+ tichitsanangura zvinhu zvemweya tichishandisa mashoko emweya.

  • 1 VaKorinde 3:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Nekuti uchenjeri hwenyika ino upenzi kuna Mwari, nekuti zvakanyorwa kuti: “Anobata vakachenjera mukunyengera kwavo.”+

  • VaKorose 2:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Chenjerai kuti pasava nemunhu anokutorai senhapwa* achishandisa uchenjeri hwenyika neunyengeri+ husina zvahunobatsira maererano netsika dzevanhu, maererano nezvinhu zvekutanga zvenyika, kwete maererano naKristu;

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe