Dheuteronomi 6:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Teerera, haiwa iwe Israeri: Jehovha Mwari wedu ndiJehovha mumwe chete.+ VaRoma 3:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Sezvo Mwari ari mumwe chete,+ achati vanhu vakachecheudzwa vakarurama+ nekuda kwekutenda uye vanhu vasina kuchecheudzwa vakarurama+ nekuda kwekutenda kwavo.
30 Sezvo Mwari ari mumwe chete,+ achati vanhu vakachecheudzwa vakarurama+ nekuda kwekutenda uye vanhu vasina kuchecheudzwa vakarurama+ nekuda kwekutenda kwavo.