15 Asi Mwari, uyo akandibudisa mudumbu raamai vangu, paakandidana nenyasha dzake,+ ndokufunga kuti zvakanaka 16 kuti andishandise kuratidza vanhu zvakaita Mwanakomana wake, kuti ndizivise kumamwe marudzi mashoko akanaka pamusoro pake,+ ini handina kubva ndabvunza chero mumwe munhu nezvazvo,