1 Timoti 5:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ipapo ndipo padzinotangawo kushaya zvekuita, dzichifamba dzichitevedza dzimba dzevamwe; kwete izvozvo chete, asi dzinenge dzava kuitawo makuhwa dzichipindira munyaya dzevamwe,+ dzichitaura zvinhu zvadzisingafaniri kutaura.
13 Ipapo ndipo padzinotangawo kushaya zvekuita, dzichifamba dzichitevedza dzimba dzevamwe; kwete izvozvo chete, asi dzinenge dzava kuitawo makuhwa dzichipindira munyaya dzevamwe,+ dzichitaura zvinhu zvadzisingafaniri kutaura.