1 Petro 3:19, 20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Akabva aenda akanoparidza kumweya yaiva mujeri,+ 20 iyo yakanga isingateereri, Mwari paakanga achimirira nemwoyo murefu mumazuva aNoa,+ areka ichivakwa,+ iyo yakatakura vanhu vashoma, ivo vanhu 8, vachibva vapona* mumvura.+
19 Akabva aenda akanoparidza kumweya yaiva mujeri,+ 20 iyo yakanga isingateereri, Mwari paakanga achimirira nemwoyo murefu mumazuva aNoa,+ areka ichivakwa,+ iyo yakatakura vanhu vashoma, ivo vanhu 8, vachibva vapona* mumvura.+