2 Timoti 4:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Paridza shoko;+ paridza uchiita zvekukurumidza panguva dzakanaka nedzakaoma; tsiura,+ rayira, kurudzira nemwoyo murefu neunyanzvi hwekudzidzisa.+
2 Paridza shoko;+ paridza uchiita zvekukurumidza panguva dzakanaka nedzakaoma; tsiura,+ rayira, kurudzira nemwoyo murefu neunyanzvi hwekudzidzisa.+