-
Mabasa 9:39Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
39 Petro akabva asimuka, ndokuenda navo. Paakasvika, vakapinda naye muimba yepamusoro; uye chirikadzi dzese dzakauya kwaari dzichichema uye dzakamuratidza zvipfeko zvakawanda nezvekufuka zvakanga zvakagadzirwa naDhokasi paakanga achiinavo.
-