VaFiripi 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndine simba rekuita zvinhu zvese nekuti pane anondipa simba.+ VaKorose 1:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 uye simbiswai nesimba rese maererano nesimba rake rinokudzwa+ kuti mukwanise kutsungirira zvinhu zvese muine mwoyo murefu nemufaro,
11 uye simbiswai nesimba rese maererano nesimba rake rinokudzwa+ kuti mukwanise kutsungirira zvinhu zvese muine mwoyo murefu nemufaro,