VaRoma 5:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Saka sezvo chitadzo chemunhu mumwe chete chakaita kuti vanhu vese vanzi vane mhosva,+ chiito chimwe chete chekururamisa chakaitawo kuti vanhu vese+ vanzi vakarurama zvekukodzera kuwana upenyu.+
18 Saka sezvo chitadzo chemunhu mumwe chete chakaita kuti vanhu vese vanzi vane mhosva,+ chiito chimwe chete chekururamisa chakaitawo kuti vanhu vese+ vanzi vakarurama zvekukodzera kuwana upenyu.+