1 Johani 2:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 nekuti zvinhu zvese zviri munyika zvinoti, kuchiva kwenyama,+ nekuchiva kwemaziso+ nekushamisira* nezvinhu zvauinazvo, hazvibvi kuna Baba, asi zvinobva munyika.
16 nekuti zvinhu zvese zviri munyika zvinoti, kuchiva kwenyama,+ nekuchiva kwemaziso+ nekushamisira* nezvinhu zvauinazvo, hazvibvi kuna Baba, asi zvinobva munyika.