VaEfeso 2:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Tiri basa remaoko aMwari* uye takasikwa+ tiri pamwe naKristu Jesu+ kuti tiite mabasa akanaka, atakagara tarongerwa naMwari kuti tizofamba maari. VaHebheru 9:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kana zvakadaro, ropa raKristu,+ uyo akazvipa kuna Mwari kuburikidza nemweya usingaperi asina kana pakakanganisika, ringatadza here kuchenesa hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+
10 Tiri basa remaoko aMwari* uye takasikwa+ tiri pamwe naKristu Jesu+ kuti tiite mabasa akanaka, atakagara tarongerwa naMwari kuti tizofamba maari.
14 Kana zvakadaro, ropa raKristu,+ uyo akazvipa kuna Mwari kuburikidza nemweya usingaperi asina kana pakakanganisika, ringatadza here kuchenesa hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+