RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 5:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Asi chipo chacho hachina kufanana nechitadzo chacho. Nekuti kana vanhu vakawanda vakafa nemhaka yechitadzo chemunhu mumwe chete, nyasha dzaMwari nechipo chake chepachena icho chakavapo nenyasha dzemunhu mumwe chete,+ Jesu Kristu, zvingatadza here kubatsirawo* vanhu vakawanda?+

  • VaRoma 5:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Zvichiitirwei? Zvichiitirwa kuti, sezvo chivi chakatonga samambo pamwe nerufu,+ nyasha dzaMwari dzitongewo samambo kuburikidza nekururama kunotungamirira kuupenyu husingaperi kuburikidza naJesu Kristu Ishe wedu.+

  • VaRoma 6:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Nekuti mubayiro wechivi ndirwo rufu,+ asi chipo chinopiwa naMwari achishandisa Kristu Jesu Ishe wedu+ ndihwo upenyu husingaperi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe